Vanhukadzi Vosimudzirwa Kwayedza

vanhukadzi vosimudzirwa Nemabhindauko kwayedza
vanhukadzi vosimudzirwa Nemabhindauko kwayedza

Vanhukadzi Vosimudzirwa Nemabhindauko Kwayedza Sekuziva kwedu, musha mukadzi, ndiye anotoita kuti imba imire. zvino kana mudzimai asingaende kubasa asiri kubata mari, pamba vana vanofa nenzara. “saka ini ndakauya nezano rekuti ndibatsire madzimai kuti vatange mabindauko, vaite mari. izvezvi ndine chikwata chemadzimai chandiri kufamba nacho, vamwe ndakavabatsira kuhodha magumbeze ekutengesa. Vanhukadzi ava, avo vakawanda vacho vanove vechidiki, vari kufusha michero inosanganisira mabanana, maranjisi nemakorotsi uye nemiriwo yemhando yakasiyana siyana yakadai semakabheji, rape necovo.

Premier Yosimudzira vanhukadzi kwayedza
Premier Yosimudzira vanhukadzi kwayedza

Premier Yosimudzira Vanhukadzi Kwayedza Kuroodzwa kwavasikana vasati vabve zera: hapana masvondo maviri dare rapamusoro soro reconstitutional court ratura mutongo unorambidza kuti vanasikana vasati vabve zera varoodzwe, uyewo kuti varume vanenge varoora vasikana ava vanosungwa voiswa mujeri. Read the 2024 03 22 issue of kwayedza online with pressreader. enjoy unlimited reading on up to 5 devices with 7 day free trial. Sangano recaes ravamba chirongwa chekudzidzisa vanhukadzi mabhindauko emaoko anosanganisira kugadzira sipo nechinangwa chekusimudzira hupenyu hwavo . Vanoti kune vamwe vanhukadzi vari kushungurudzwa mushure mekufa kwevarume vavo kuburikidza nekutorerwa upfumi nezvimwe. “mamwe matambudziko anobuda kana madzimai afirwa, vana vanotambudzikawo nekuda kwehama dzinotora midziyo neupfumi. naizvozvo vanhukadzi vanofanirwa kuve neruzivo kuti vawane midziyo uye vakwanise kuve nekodzero paupfumi uhu.

Comments are closed.