Zvikoro Zviri Kuongororwa Moyo Kwayedza

zvikoro Zviri Kuongororwa Moyo Kwayedza
zvikoro Zviri Kuongororwa Moyo Kwayedza

Zvikoro Zviri Kuongororwa Moyo Kwayedza Hon. torerayi moyo muchaneta chimuka hurumende yakaisa zvikwata zvinosvika zana mumatunhu ose munyika izvo zviri kuongorora maringe nenyaya dzekutyorwa kwemitemo muzvikoro, zvikuru nyaya dzekudzingwa kwevadzidzi nekuda kwekusabhadharirwa mari, kuita zvidzidzo zvinobhadhariswa zvisiri pamutemo nekukwidza mari dzechikoro zvisina mawirirano. Pressreader. catalog; for you; kwayedza. zvikoro zviri kuongororw­a: moyo 2023 11 17 muchaneta chimuka . hurumende yakaisa zvikwata zvinosvika zana mumatunhu ose munyika izvo zviri kuongorora maringe nenyaya dzekutyorw­a kwemitemo muzvikoro, zvikuru nyaya dzekudzing­wa kwevadzidz­i nekuda kwekusabha­dharirwa mari, kuita zvidzidzo zvinobhadh­ariswa zvisiri pamutemo nekukwidza mari.

zvikoro Zviri Kuongororwa Moyo Kwayedza
zvikoro Zviri Kuongororwa Moyo Kwayedza

Zvikoro Zviri Kuongororwa Moyo Kwayedza Kusvika pari zvino, bazi rinoona nezvehomwe yenyika rapa mari inosvika $4 miriyoni yekuvakurudza zvikoro zvinosvika 61 izvo zvakaparadzwa nemafashamu aya. mukuru wedzidzo kudunhu remanicaland, vaedward shumba, vanoti vari kushanda nesimba kuitira kuti zvikoro zvose zviri mudunhu ravo zvivhurwe svondo rino. Zvakabuda svondo rapera kuti zvimwe zvikoro zviri kudzinga vana vasina kubhadharirwa mari apo vamwe vanoenderera mberi nekudzidza. muhurukuro, gurukota redzidzo yepuraimari nesekondari, professor paul mavima, vanoti hurumende ichatora matanho akasimba kuvakuru vezvikoro vasiri kuterera zvayakataura zvekuti vasadzinge vana vanenge vasati. Kwayedza 2023 11 17. murume oti ‘dzokera kuvabereki vako’ zvinodhaka: mwana ofurufusha mubereki cimas yorwisa kutorwa kwezvinodh­aka; vafumoona munhu asina kupfeka muchivanze; varume vatatu vasungirwa haka; zvinodhaka: zvava kutoda kushinga; akafa vachirwira musikana (15) saimba akazoti tuzu mudare anyepa; zvikoro zviri kuongororw­a: moyo. Kwayedza. zvinoroves­a hana izvi . . . vana vechikoro vamitiswa, varoodzwa vowanda. 2022 09 23 nqobile tshili. vana vechikoro vanosvika 14 600 – kusanganis­ira vasikana 238 vepuraimar­i – vakasiira chikoro panzira gore rapera nekuda kwekuitisw­a mimba kana kuroodzwa. kumbovharw­a kwezvikoro kwenguva refu nekuda kwechirwer­e checovid.

Comments are closed.